Ruka 14:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Kuti ɀimŋe kana ataŋga nheyo, akakoniwa kupedzisa, ʋose ʋanoɀiʋona, ʋasataŋga kumuseka, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Kuti zvimwe kana atanga nheyo, akakoniwa kupedzisa, vose vanozviona, vasatanga kumuseka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvingaitike kuti iye achera ugaro hwayo wotadza kuipedza. Vose vanoiona vanotanga kumuseka vachiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvingaitike kuti iye achera ugaro hwayo wotadza kuipedza. Vose vanoiona vanotanga kumuseka vachiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Nokuti kana akavaka hwaro akasagona kuipedza, munhu wose anomuona achamuseka, Viz kapitola |