Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ishe akati kumuranda: Ƃuɗa kunzira nokuʋuzhowa, uʋagombedzere ʋapinde, imba yaŋgu izare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Ishe akati kumuranda, ‘Buda kunzira nokuruzhowa, uvagombedzere vapinde, imba yangu izare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Tenzi akati kumuranda, ‘Enda kumigwagwa nomumaheji ugombedzere vanhu kupinda kuti imba yangu izare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Tenzi akati kumuranda, ‘Enda kumigwagwa nomumaheji ugombedzere vanhu kupinda kuti imba yangu izare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Ipapo tenzi akaudza muranda wake akati, ‘Buda uende kumigwagwa nokunzira dzomumaruwa undovakoka kuti vapinde, kuitira kuti imba yangu izare.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy