Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Iye akati kwaari: Mumŋe munhu wakagadzira cirayiro cikuru, akakokera ʋazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Iye akati kwaari, “Mumwe munhu akagadzira chirariro chikuru, akakokera vazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi Jesu akati kwaari, “Mumwe munhu akaita mabiko makuru, akakoka vanhu vakawanda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Asi Jesu akati kwaari, “Mumwe munhu akaita mabiko makuru, akakoka vanhu vakawanda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Jesu akapindura akati, “Mumwe murume akanga achigadzira mabiko makuru akakoka vanhu vazhinji.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy