Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi kana wakokerwa, enda ugare pacigaro ceshure, kuti uyo wakakukokera, kana aciȿika, agoti kwauri: Shamŋari, pinda mberi! Ɀino ucakudzwa we pamberi paʋose ʋagere pakudya newe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi kana wakokerwa, enda ugare pachigaro cheshure, kuti uyo akakukokera, kana achisvika, agoti kwauri, ‘Shamwari, pinda mberi!’ Zvino uchakudzwa iwe pamberi pavose vagere pakudya, newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Asi kana wakakokwa enda undogara panzvimbo yapasi pasi kuitira kuti uya akukoka akauya, ati kwauri, ‘Shamwari kwira kumusoro.’ Unobva waremekedzwa pamberi pavanhu vose vagere pakudya newe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Asi kana wakakokwa enda undogara panzvimbo yapasi pasi kuitira kuti uya akukoka akauya, ati kwauri, ‘Shamwari kwira kumusoro.’ Unobva waremekedzwa pamberi pavanhu vose vagere pakudya newe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Asi kana wakokwa, utore chigaro cheshure, kuitira kuti kana akukoka ouya, azoti kwauri, ‘Shamwari, simuka uende kundogara panzvimbo iri nani.’ Ipapo ucharemekedzwa pamberi pavose vawakakokwa pamwe chete navo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy