Ruka 13:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Akati kwaʋari: Endai, mundoʋudza mhuŋgubge iyo, muti: Tarira, ndinoɓuɗisa mŋeya yakaipa, ndinoporesa nhasi namaŋgwana, nezuʋa retatu ndinopedzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Akati kwavari, “Endai, mundoudza mhungubwe iyo, muti, ‘Tarira, ndinobudisa mweya yakaipa, ndinoporesa nhasi namangwana, nezuva retatu ndinopedzisa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Iye akati kwavari, “Endai mundotaurira gava iroro kuti, ‘Ndiri kudzinga mweya yakaipa ndichaporesa nhasi namangwana, pazuva retatu ndobva ndapedza basa rangu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Iye akati kwavari, “Endai mundotaurira gava iroro kuti, ‘Ndiri kudzinga mweya yakaipa ndichaporesa nhasi namangwana, pazuva retatu ndobva ndapedza basa rangu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Akapindura akati, “Endai munoudza gava iro kuti, ‘Ndichadzinga madhimoni nokuporesa vanhu nhasi namangwana, uye pazuva retatu ndichapedzisa basa rangu.’ Viz kapitola |