Ruka 13:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi iye ucati: Ndinokuʋudzai: Handiziʋi kwamakabva; ibvai kwandiri, imi mose, ʋaiti ʋeɀisakarurama! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Asi iye achati, ‘Ndinokuudzai, handizivi kwamakabva; ibvai kwandiri, imi mose, vaiti vezvisakarurama!’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 asi iye achati ndinokuudzai kuti, ‘Handikuzivei kwamunobva. Ndibvirei pano imi vaiti vezvakaipa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 asi iye achati ndinokuudzai kuti, ‘Handikuzivei kwamunobva. Ndibvirei pano imi vaiti vezvakaipa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Asi iye achati, ‘Handikuzivei, kana kwamunobva. Ibvai kwandiri, imi mose vaiti vezvakaipa!’ Viz kapitola |