Ruka 13:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino mucataŋga kuti: Taidya, tainwa pamberi penyu, ʋuye maidzidzisa panzira dzomumisha yeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino muchatanga kuti, ‘Taidya, tainwa pamberi penyu, uye maidzidzisa panzira dzomumisha yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ipapo muchatanga kuti, ‘Inga taidya nokunwa nemi uye maidzidzisa mumigwagwa yedu wani,’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ipapo muchatanga kuti, ‘Inga taidya nokunwa nemi uye maidzidzisa mumigwagwa yedu wani,’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Ipapo muchati, ‘Taidya uye tainwa pamwe chete nemi, uye maidzidzisa munzira dzomumisha yedu.’ Viz kapitola |