Ruka 13:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino wakafamba namaguta nemisha, acidzidzisa, aciŋgoenda Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino akafamba namaguta nemisha, achidzidzisa, achingoenda Jerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akafamba nomumaguta nomumisha achidzidzisa ari parwendo rwake rwokuenda kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jesu akafamba nomumaguta nomumisha achidzidzisa ari parwendo rwake rwokuenda kuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo Jesu akafamba nomumaguta nomumisha achidzidzisa paakanga achienda kuJerusarema. Viz kapitola |