Online Bible

- Reklamy -




Ruka 13:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, ʋadziʋisi ʋake ʋose ʋakanyadziswa; asi ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakafara neɀinhu ɀose ɀakaiȿo‐naka ɀakaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino akati areva izvozvo, vadzivisi vake vose vakanyadziswa; asi vanhu vazhinji vose vakafara nezvinhu zvose zvakaisvonaka, zvakaitwa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paakataura izvi mhandu dzake dzose dzakanyadziswa asi vanhu vose vakafara nezvinhu zvose zvino mukurumbira zvaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Paakataura izvi mhandu dzake dzose dzakanyadziswa asi vanhu vose vakafara nezvinhu zvose zvino mukurumbira zvaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Akati ataura izvozvo, vose vakanga vachipikisana naye vakanyadziswa, asi vanhu vakafadzwa nezvinhu zvinoshamisa zvaakanga achiita.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 13:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy