Ruka 12:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi unondiramba pamberi paʋanhu, ucarambga ʋo pamberi paʋatumŋa ʋaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Asi anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu, acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi uyo anondiramba pamberi pavanhu acharambwawo pamberi pavatumwa vaMwari. Viz kapitola |