Ruka 12:56 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Imi ʋanyeŋgeri, munoziʋa kuɗudzira ɀamunoʋona ɀenyika neɀokuɗeŋga, asi hamuziʋi nei kuɗudzira ŋguʋa ino? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Imi vanyengeri; munoziva kududzira zvamunoona zvenyika nezvokudenga, asi hamuzivi sei kududzira nguva ino? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Imi vanyengedzi, munoziva kududzira mamiriro anenge akaita kunze panyika nomudenga asi sei musingazivi kududzira zvenguva ino? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Imi vanyengedzi, munoziva kududzira mamiriro anenge akaita kunze panyika nomudenga asi sei musingazivi kududzira zvenguva ino? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Vanyengeri! Munoziva kududzira zvamunoona zvenyika nezvedenga. Munotadza sei kududzira nguva ino? Viz kapitola |