Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:55 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Kana muciʋona mhepo icivuvuta icibva Zasi, munoti: Kucapisa kwaɀo; ɀoitika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Kana muchiona mhepo ichivhuvhuta ichibva Zasi munoti, kuchapisa kwazvo; zvoitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 Izvo zvichibva zvaitikawo. Kana mukaona mhepo yokumaodzanyemba ichivhuvhuta munoti kuchapisa zvakanyanya, zvichibva zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 Izvo zvichibva zvaitikawo. Kana mukaona mhepo yokumaodzanyemba ichivhuvhuta munoti kuchapisa zvakanyanya, zvichibva zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

55 Uye kana mhepo yezasi ichivhuvhuta, imi munoti, ‘Kuchapisa,’ zvoita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:55

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy