Ruka 12:54 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Akati kuʋanhu ʋazhinji: Kana muciʋona gore ricikwira kumaʋirira, pakarepo munoti: Mvura icanaya; ɀoitika saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Akati kuvanhu vazhinji, “Kana muchiona gore richikwira kumavirira, pakarepo munoti, mvura ichanaya; zvoitika saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Jesu akati kuruzhinji rwavanhu, “Kana mukaona gore richikwira richibva kumadokero munobva mati kuchanaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Jesu akati kuruzhinji rwavanhu, “Kana mukaona gore richikwira richibva kumadokero munobva mati kuchanaya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Akati kuvanhu vazhinji, “Pamunoona gore richikwira kumavirira, pakarepo munoti, ‘Kuchanaya,’ zvigoita saizvozvo. Viz kapitola |