Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Muranda uyo wakaziʋa kuɗa kwashe wake, akasagadzira, kana kuita kuɗa kwake, ucarobga ɀizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Muranda uyo akaziva kuda kwashe wake, akasagadzira, kana kuita kuda kwake, acharohwa zvakanyanya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Muranda uyo anoziva zvinodiwa natenzi wake asi asina kugadzirira kana kuita zvinodiwa naTenzi wake acharohwa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Muranda uyo anoziva zvinodiwa natenzi wake asi asina kugadzirira kana kuita zvinodiwa naTenzi wake acharohwa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 “Muranda uyo anoziva kuda kwatenzi wake uye asingagadziriri kana kuita zvinodiwa natenzi wake acharohwa shamhu zhinji.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy