Ruka 12:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 ishe womuranda uyo ucaȿika nezuʋa raasiŋgatariri, neŋguʋa yaasiŋgaziʋi, akamuroʋesa ɀikuru, akamupa mugoʋe wake pamŋe cete naʋasakatendeka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 ishe womuranda uyo achasvika nezuva raasingatariri, nenguva yaasingazivi, akamurovesa zvikuru, akamupa mugove wake pamwechete navasakatendeka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 tenzi womuranda iyeyo achauya pazuva raasingamutarisiri uye panguva yaasingazivi. Achamuranga achizomuisa kuna vasingatendeki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 tenzi womuranda iyeyo achauya pazuva raasingamutarisiri uye panguva yaasingazivi. Achamuranga achizomuisa kuna vasingatendeki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Tenzi womuranda uyo achauya pazuva raasingamutarisiri uye nenguva yaasingazivi. Achamubvambura-bvambura, agomuisa panzvimbo yavasingatendi. Viz kapitola |