Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Asi kana muranda uyo akareʋa mumŋoyo make, aciti: Ishe waŋgu wanonoka kuʋuya; akataŋga kuroʋa ʋaranda, ʋarume naʋakadzi, akadya, akanwa, akaɓatwa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Asi kana muranda uyo akareva mumwoyo make, achiti, ishe wangu anonoka kuuya; akatanga kurova varanda, varume navakadzi, akadya, akanwa, akadhakwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Asi muranda uyo akazviti, Tenzi, wangu anonoka kuuya. Iye wotangisa kurova varanda vechirume nevechikadzi achidya nokunwa achiraradza

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Asi muranda uyo akazviti, Tenzi, wangu anonoka kuuya. Iye wotangisa kurova varanda vechirume nevechikadzi achidya nokunwa achiraradza

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Asi ngatimboti muranda oti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’ ipapo obva atanga kurova varandarume navarandakadzi, agotanga kudya nokunwa uye agodhakwa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy