Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Wakaropafadzwa muranda uyo, unoti, kana ishe wake aciȿika, akamuwana aciita saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

43 “Akaropafadzwa muranda uyo anoti, kana ishe wake achisvika, akamuwana achiita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana Tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Akakomborerwa muranda uyo anoti kana Tenzi wake wouya anomuwana achiita saizvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Zvichava zvakanaka kumuranda uyo achawanikwa natenzi wake achiita izvozvo paanodzoka.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:43

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy