Online Bible

- Reklamy -




Ruka 12:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Asi muziʋe iɀi, kuti ɗai mŋene weimba aiziʋa ŋguʋa inoʋuya nayo mbava, haazaitendera kuti imba yake ipazwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Asi muzive izvi, kuti dai muridzi weimba aiziva nguva inouya nayo mbavha, haazaitendera kuti imba yake ipazwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Asi zivai izvi zvokuti dai kuri kuti saimba aiziva nguva inouya mbavha nayo angadai aigara akasvinura haairega imba yake ichipazwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Asi zivai izvi zvokuti dai kuri kuti saimba aiziva nguva inouya mbavha nayo angadai aigara akasvinura haairega imba yake ichipazwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Asi nzwisisai izvi: kuti dai mwene weimba aiziva nguva inosvika mbavha, haaizotendera kuti imba yake ipazwe.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 12:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy