Ruka 12:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nemi muʋe saʋanhu ʋakarindira ishe waʋo pakudzoka kwake kumutambo wokuwana; kuti kana akaȿika, akagogodza, ʋamuzarurire pakarepo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nemi muve savanhu vakarindira ishe wavo pakudzoka kwake kumutambo womuchato; kuti kana akasvika, akagogodza, vamuzarurire pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 makaita savanhu vakamirira tenzi wavo kudzoka kumusha achibva kumuchato kuti vamuzarure pakarepo kana auya achigogodza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 makaita savanhu vakamirira tenzi wavo kudzoka kumusha achibva kumuchato kuti vamuzarure pakarepo kana auya achigogodza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 savanhu vakarindira kudzoka kwatenzi wavo kubva kumuchato, kuitira kuti paanouya akagogodza, vagone kukurumidza kumuzarurira mukova. Viz kapitola |