Online Bible

- Reklamy -




Ruka 11:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 Wakati acibva’po, ʋanyori naʋaFarise ʋakataŋga kumumanikidza kwaɀo, nokumubvunzisisa pamsoro peɀimŋe ɀizhinji,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

53 Akati achibvapo, vanyori navaFarisi vakatanga kumumanikidza kwazvo, nokumubvunzisisa pamusoro pezvimwe zvizhinji,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Paakanga ava kubva ipapo nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakatanga kumuomesera kuti vamunzwe mukanwa panezvinhu zvakawanda,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 Paakanga ava kubva ipapo nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakatanga kumuomesera kuti vamunzwe mukanwa panezvinhu zvakawanda,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 Jesu akati abva ipapo, vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakatanga kumupikisa zvikuru nokumubvunza mibvunzo yakawanda,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 11:53

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy