Online Bible

- Reklamy -




Ruka 11:52 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Munenhamo, imi ʋadudziri ʋomurairo; nokuti makabvisa kiyi yokuziʋa; hamuna‐kupinda mumene, ʋuye makadziʋisa aʋo ʋakaŋga ʋacipinda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

52 “Mune nhamo, imi vadudziri vomurayiro; nokuti makabvisa kiyi yokuziva; hamuna kupinda pachenyu, uye makadzivisa avo vakanga vachipinda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Zvichakuwanai imi magweta nokuti makabvisa kii yoruzivo. Imi hamuna kupinda uye makadziviridza vaida kupinda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Zvichakuwanai imi magweta nokuti makabvisa kii yoruzivo. Imi hamuna kupinda uye makadziviridza vaida kupinda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 “Mune nhamo imi, vadudziri vomurayiro, nokuti makabvisa kiyi yokuziva. Imi pachenyu hamuna kupinda, uye makadzivisa vaya vakanga vachipinda.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 11:52

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy