Online Bible

- Reklamy -




Ruka 11:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Naiɀoɀo muri ɀapupu, mucitenderana ʋo namaɓasa amadziɓaɓa enyu; nokuti iʋo ʋakaʋaʋuraya, nemi munoʋaka marinda aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Naizvozvo muri zvapupu, muchitenderanawo namabasa amadzibaba enyu; nokuti ivo vakavauraya, nemi munovaka marinda avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Nezvo muri zvapupu uye munobvumirana nezvakaitwa namadzibaba enyu nokuti ivo vakavauraya; imi munovaka makuva avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Nezvo muri zvapupu uye munobvumirana nezvakaitwa namadzibaba enyu nokuti ivo vakavauraya; imi munovaka makuva avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 Saka muri kupupura kuti munotenderana nezvakaitwa namadzitateguru enyu; vakauraya vaprofita uye imi munovaka marinda avo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 11:48

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy