Ruka 11:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Wakati acataura, mumŋe muFarise akakumbira kwaari kuti aȿuȿure naye; akapinda, akagara pakudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akati achataura, mumwe muFarisi akakumbira kwaari kuti adye naye; akapinda, akagara pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Paakanga achiri kutaura, mumwe muFarisei akamukoka kundodya naye. Naizvozvo akaenda akandogara naye pakudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Paakanga achiri kutaura, mumwe muFarisei akamukoka kundodya naye. Naizvozvo akaenda akandogara naye pakudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Jesu akati apedza kutaura, mumwe muFarisi akamukoka kuti azodya naye; saka akaenda, akapinda akagara naye pakudya. Viz kapitola |