Ruka 11:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Hakunomunhu unoti kana atuŋgidza mŋenje, uŋgauisa pakaʋanda, kana pasi peɗeŋgu, asi pacigadziko, kuti ʋanopinda ʋaʋone ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 “Hakuna munhu anoti kana atungidza mwenje angauisa pakavanda, kana pasi pedengu, asi pachigadziko, kuti vanopinda vaone chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 “Hakuna munhu anoti kana abatidza mwenje anouisa mudura kana kuukwidibira netswanda asi anouisa pachigadzikiro kuti vanopinda vaone chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 “Hakuna munhu anoti kana abatidza mwenje anouisa mudura kana kuukwidibira netswanda asi anouisa pachigadzikiro kuti vanopinda vaone chiedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Hakuna munhu anotungidza mwenje agouisa panzvimbo yakavanda, kana pasi pedengu. Asi anouisa pachigadziko, kuitira kuti vose vanopinda mumba vaone chiedza. Viz kapitola |