Online Bible

- Reklamy -




Ruka 11:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi kana ndiciɓuɗisa mŋeya yakaipa nomunwe waMŋari, ipapo ʋushe bgaMŋari bgaȿika kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Asi kana ndichibudisa mweya yakaipa nomunwe waMwari, ipapo ushe hwaMwari hwasvika kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa nomunwe waMwari umambo hwaMwari hwasvika pamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Zvino kana ndichidzinga mweya yakaipa nomunwe waMwari umambo hwaMwari hwasvika pamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi kana ndichidzinga madhimoni nomunwe waMwari, ipapo umambo hwaMwari hwasvika kwamuri.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 11:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy