Ruka 11:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 NaSatani, kana aciɀipesanisa, ʋushe bgake bguŋgamira seiko, ɀamunoti, ndinoɓuɗisa mŋeya yakaipa naBeerzeburi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 NaSatani, kana achizvipesanisa, ushe hwake hungamiri seiko, zvamunoti, ndinobudisa mweya yakaipa naBheerizebhuri? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino kana Satani achizvirwisa, umambo hwake hunopamira sei. Nokuti imi murikuti ndinodzinga mweya yakaipa naBherizebhuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino kana Satani achizvirwisa, umambo hwake hunopamira sei. Nokuti imi murikuti ndinodzinga mweya yakaipa naBherizebhuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana Satani achizvipesanisa, umambo hwake hungamira seiko? Ndinotaura izvi nokuti munonditi ndinobudisa madhimoni naBheerizebhubhi. Viz kapitola |