Ruka 10:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Asi Marta wakaŋga acitambudzika nokushanda ɀikuru, akaʋuya, akati: Ishe, hamunehanya muciʋona munuŋuna waŋgu acindirega ndicishanda ndoga here? Muʋudzei andiɓatsire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Asi Marita akanga achitambudzika nokushanda zvikuru, akauya, akati, “Ishe, hamuna hanya muchiona munun'una wangu achindirega ndichishanda ndoga here? Muudzei andibatsire.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi Marita akanga achikangaidzwa nokushanda kwakanyanya kwaaiita. Akaenda kuna Jesu akati, “Nhai Tenzi, hamuna hanya nazvo here zvokuti munun'una wangu ari kundirega ndichishanda ndoga. Mutaurirei andibatsire.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Asi Marita akanga achikangaidzwa nokushanda kwakanyanya kwaaiita. Akaenda kuna Jesu akati, “Nhai Tenzi, hamuna hanya nazvo here zvokuti munun'una wangu ari kundirega ndichishanda ndoga. Mutaurirei andibatsire.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Asi Marita akatadziswa kuteerera nokuda kwokugadzirira kwose kwaifanira kuitwa. Akauya kwaari akati, “Ishe hamuna hanya here kuti mununʼuna wangu andisiya ndichingoshanda ndoga? Muudzei kuti andibatsirewo!” Viz kapitola |