Ruka 10:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Musatora cikwama, kana homboɗo, kana shaŋgu; musakwazisa munhu panzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; musakwazisa munhu panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; uye musakwazisa munhu panzira. Viz kapitola |