Online Bible

- Reklamy -




Ruka 10:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ɀino ʋakati ʋacifamba, akapinda munomumŋe musha; mumŋe mukadzi wainzi Marta, akamugamucira mumba make.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Zvino vakati vachifamba, akapinda muno mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita, akamugamuchira mumba make.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Pavakanga vachifamba rwendo rwavo, vakapinda mune mumwe musha. Mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Pavakanga vachifamba rwendo rwavo, vakapinda mune mumwe musha. Mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Jesu navadzidzi vake pavakanga vachifamba, vakasvika pano mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 10:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy