Online Bible

- Reklamy -




Ruka 10:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi, musafara ɓedzi necinhu ici, kuti mŋeya inoɀiisa pasi penyu; asi mufare kuti mazita enyu akanyorwa kuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi, musafara bedzi nechinhu ichi, kuti mweya inozviisa pasi penyu; asi mufare kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvakadaro zvazvo musafarire izvi zvokuti mweya yava pasi penyu asi farirai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Zvakadaro zvazvo musafarire izvi zvokuti mweya yava pasi penyu asi farirai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Kunyange zvakadaro hazvo, musafara nokuti mweya yakaipa inozviisa pasi penyu, asi farai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 10:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy