Ruka 10:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamsoro penyoka neɀinyaʋaɗa, napamsoro pesimba rose romuʋeŋgi; hakunecinhu ciŋgatoŋgokukuʋadzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamusoro penyoka nezvinyavada, napamusoro pesimba rose romuvengi; hakuna chinhu chingatongokukuvadzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndakupai simba rokuti mutsike pamusoro penyoka nezvinyavada uye kuti mukunde simba rose romuvengi; hakuna chichakukuvadzai. Viz kapitola |