Online Bible

- Reklamy -

Ruka 10:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋanamakumi manomŋe ʋakadzoka nomufaro, ʋaciti: Ishe, kunyaŋge nemŋeya yakaipa inoɀiisa pasi peɗu muzita renyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Vana makumi manomwe vakadzoka nomufaro, vachiti, “Ishe, kunyange nemweya yakaipa inozviisa pasi pedu muzita renyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Vadzidzi makumi manomwe vakadzoka norufaro vachiti, “Tenzi, kunyange mweya yakaipa yava pasi pedu muzita renyu.” Asi Jesu akati kwavari, “Ndakaona Satani achiwa semheni inobva mudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Vadzidzi makumi manomwe vakadzoka norufaro vachiti, “Tenzi, kunyange mweya yakaipa yava pasi pedu muzita renyu.” Asi Jesu akati kwavari, “Ndakaona Satani achiwa semheni inobva mudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Vana makumi manomwe vakadzoka nomufaro vakati, “Ishe, kunyange madhimoni anozviisa pasi pedu muzita renyu.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 10:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy