Ruka 1:66 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Ʋose ʋakaanzwa, ʋakaaceŋgeta mumŋoyo maʋo, ʋaciti: Ucazoʋa mŋana wakaɗiniko? Nokuti ruʋoko rwaShe rwakaʋa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200266 Vose vakaanzwa, vakaachengeta mumwoyo mavo, vachiti, “Achazova mwana wakadiniko?” Nokuti ruoko rwaIshe rwakava naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Vose vakazvinzwa vakazvipfundira mumwoyo yavo vachiti, “Ko, mwana uyu achazova munhu akaita sei chaizvo?” Nokuti ruoko rwaTenzi rwakanga rwuri paari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona66 Vose vakazvinzwa vakazvipfundira mumwoyo yavo vachiti, “Ko, mwana uyu achazova munhu akaita sei chaizvo?” Nokuti ruoko rwaTenzi rwakanga rwuri paari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Vanhu vose vakazvinzwa vakashamiswa nazvo, vakati, “Mwana uyu achava akadiniko?” Nokuti ruoko rwaShe rwaiva naye. Viz kapitola |