Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:63 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

63 Ʋakakumbira ibge rokunyora pariri, ʋakanyora ʋaciti: Johane, ndiro zita rake. Ʋakashamiswa ʋose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

63 Vakakumbira chinyorero vakanyora kuti, “Johani, ndiro zita rake.” Vakashamiswa vose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

63 Iye akakumbira chinyorero, akanyora kuti, “Zita rake ndiJohani.” Vose vakashamiswa zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

63 Akavakumbira pokunyorera, akanyora kuti “Zita rake ndiJohani” uye vose vakashamiswa nazvo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:63

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy