Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:58 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

58 Ɀino ʋakaʋakirana naʋo nehama dzake ʋakati ʋanzwa kuti Ishe wakaŋga amuitira ŋgoni huru, ʋakafara naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

58 Zvino vakavakidzana navo nehama dzavo vakati vanzwa kuti Ishe akanga amuitira ngoni huru, vakafara naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

58 Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

58 Vavakidzani vake nehama dzake vakanzwa kuti Ishe akanga amunzwira ngoni huru, vakafara pamwe chete naye.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:58

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy