Ruka 1:56 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Maria akagara naye mŋedzi ineŋge semitatu, akadzokera kumusha kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Maria akagara naye mwedzi inenge mitatu, akadzokera kumusha kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Maria akazogara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu, ndokuzodzokera hake kumusha kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Maria akazogara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu, ndokuzodzokera hake kumusha kwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Maria akagara naErizabheti kwemwedzi inenge mitatu uye mushure maizvozvo akazodzokera zvake kumusha. Viz kapitola |