Ruka 1:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀaakaʋona ʋurombo bgomushandiri wake; Nokuti, tarira, kubva ɀino marudzi ose acati, ndakaropafadzwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Zvaakaona urombo hwomushandiri wake; Nokuti, tarira, kubva zvino marudzi ose achanditi, ndakaropafadzwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Nokuti akarangarira iniwo zvangu murandanhando wake. Chionai kuti kubvira zvino, zvizvarwa zvose zvavanhu zvichanditi; ‘Wakakomborerwa,’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Nokuti akarangarira iniwo zvangu murandanhando wake. Chionai kuti kubvira zvino, zvizvarwa zvose zvavanhu zvichanditi; ‘Wakakomborerwa,’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 nokuti akanga ane hanya nokuninipiswa kwomurandakadzi wake. Kubva zvino marudzi ose achanditi ndakaropafadzwa, Viz kapitola |