Ruka 1:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Nokuti, tarira, inzwi rokukwazisa kwako rakati riciȿika munzeʋe dzaŋgu, mŋana akakwakuka nomufaro muɗumbu raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Nokuti, tarira, izwi rokukwazisa kwako rakati richisvika munzeve dzangu, mwana akakwakuka nomufaro mudumbu rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Chionaika kuti pandangonzwa izwi rokundikwazisa kwenyu, mwana abva akwakuka norufaro rukuru mudumbu mangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Pangosvika inzwi rokukwazisa kwenyu munzeve dzangu mwana ari mudumbu mangu abva akwakuka nomufaro. Viz kapitola |