Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino Erisabete wakati acinzwa kukwazisa kwaMaria, mŋana akakwakuka muɗumbu rake; ipapo Erisabete akazadzwa noMŋeya Mutȿene,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino Erizabheti akati achinzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu rake; ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Erizabheti akabva azadzwa naMweya Mutsvene,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Erizabheti akabva azadzwa naMweya Mutsvene,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Erizabheti akati anzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu make, ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy