Ruka 1:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kuti muziʋe kuti mashoko amakadzidziswa ndeeɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kuti muzive kuti mashoko amakadzidziswa ndeezvokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kuti munyatsoziva idi rezvinhu zvamakadzidziswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 kuti munyatsoziva idi rezvinhu zvamakadzidziswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kuitira kuti mugoziva chokwadi chezvinhu zvamakadzidziswa. Viz kapitola |