Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ipapo Maria akati: Tarirai, ndiri mushandiri waShe; ndiitirwe haŋgu seɀamataura. Mutumŋa akabva kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ipapo Maria akati, “Tarirai, ndiri mushandiri waIshe; ndiitirwe hangu sezvamataura.” Mutumwa akabva kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Maria akati, “Onai ndiri murandakadzi waTenzi, ngazviitwe kuneni sokureva kwenyu.” Mutumwa ndokubva omusia oenda zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Maria akati, “Onai ndiri murandakadzi waTenzi, ngazviitwe kuneni sokureva kwenyu.” Mutumwa ndokubva omusia oenda zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Maria akati, “Ini ndiri muranda waShe. Ngazviitike hazvo kwandiri sezvamareva.” Ipapo mutumwa akabva paari.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy