Ruka 1:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti hakuneshoko raMŋari ricashaiwa simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 “Nokuti hakuna shoko raMwari richashaiwa simba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Nokuti pana Mwari hapana chisingagonekwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Nokuti pana Mwari hapana chisingagonekwi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Nokuti hakuna chinhu chisingagonekwi naMwari.” Viz kapitola |