Ruka 1:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo mutumŋa akati kwaari: Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Ipapo mutumwa akati kwaari, “Usatya Maria, nokuti wanzwirwa nyasha naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Maria, iwe wanzwirwa nyasha naMwari. Viz kapitola |