Ruka 1:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndiɀo ɀandakaitirwa naShe namazuʋa aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwaŋgu pakati paʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Ndizvo zvandakaitirwa naIshe namazuva aakanditarira, kuti abvise kunyadzwa kwangu pakati pavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Ndozvandakaitirwawo naTenzi pamazuva aakandiringa kuti andibvise nyadzi pamberi pavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Ndozvandakaitirwawo naTenzi pamazuva aakandiringa kuti andibvise nyadzi pamberi pavanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akati mumwoyo make, “Ishe andiitira izvi. Mumazuva ano akaratidza nyasha dzake uye akabvisa kunyadziswa kwangu pakati pavanhu.” Viz kapitola |