Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Mutumŋa akapindura, akati kwaari: Ndini Gabrieri, ndinomira pamberi paMŋari; ndatumŋa kuti nditaure newe, ndikuparidzire mashoko awa akanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Mutumwa akapindura, akati kwaari, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari; ndatumwa kuti nditaure newe, ndikuparidzire mashoko awa akanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Mutumwa akamuti, “Ndini Gabhurieri, ndinomira pamberi paMwari, ndatumwa naTenzi kuti nditaure newe nokukuparidza shoko iri rakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mutumwa akapindura akati, “Ndini Gabhurieri. Ndinomira pamberi paMwari, uye ndatumwa kuti ndizotaura newe, ndizokuudza nhau dzakanaka idzi.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy