Ruka 1:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Zakaria akamanikidzwa acimuʋona; kutya kukamuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zekariya akatambudzika achimuona; kutya kukamuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zekaria akati achimuona, akavhunduka uye akabatwa nokutya. Viz kapitola |