Ruka 1:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋacinyeŋgetera kunze neŋguʋa yokupisa ɀinonhuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vanhu vazhinji vose vakanga vachinyengetera kunze nenguva yokupisa zvinonhuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gurumwandira ravanhu rakanga richinamata kunze panguva yokupisira rusenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gurumwandira ravanhu rakanga richinamata kunze panguva yokupisira rusenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uye nguva yokupisa zvinonhuhwira yakati yasvika, vanamati vose vakaungana panze vachinyengetera. Viz kapitola |