Obadia 1:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Regai kupinda pasuʋo raʋanhu ʋaŋgu nezuʋa renhamo yaʋo; regai kutarira njodzi yaʋo nezuʋa renhamo yaʋo, regai kuʋatorera fuma yaʋo nezuʋa renhamo yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Regai kupinda pasuo ravanhu vangu nezuva renhamo yavo; regai kutarira njodzi yavo nezuva renhamo yavo, regai kuvatorera pfuma yavo nezuva renhamo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hamaifanira kumbopinda henyu muguta ravanhu vangu pazuva repfumvu yavo. Hamaifanira kutonakidzwa nokuonerera kuparara kwavo pamusi wepfumvu yavo. Mungadai musina kumbopamba zvinhu zvavo pazuva repfumvu yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hamaifanira kumbopinda henyu muguta ravanhu vangu pazuva repfumvu yavo. Hamaifanira kutonakidzwa nokuonerera kuparara kwavo pamusi wepfumvu yavo. Mungadai musina kumbopamba zvinhu zvavo pazuva repfumvu yavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Hamufaniri kufamba napamasuo avanhu vangu, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatarisira pasi vava munjodzi, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatorera pfuma yavo pazuva renhamo yavo. Viz kapitola |