Numeri 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ŋguʋa dzose kana gore ricisimudzwa pamsoro peTente, shure kwaiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri ʋaifamba; paindomira gore, ipapo ʋana ʋaIsraeri ʋaidzika matente aʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino nguva dzose kana gore richisimudzwa pamusoro peTende, shure kwaizvozvo vana vaIsiraeri vaifamba; paindomira gore, ipapo vana vaIsiraeri vaidzika matende avo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Gore raiti kana rasimudzwa kubva pamusoro peTende, vaIsraeri vaifamba; pose paimira gore, vaIsraeri vaidzika musasa ipapo. Viz kapitola |