Numeri 9:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iʋo ʋanofanira kuidya nomŋedzi wecipiri, nezuʋa regumi namanna, maɗekwana; ʋanofanira kuidya neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa nemiriʋo inoʋaʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ivo vanofanira kuidya nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namana, madekwana; vanofanira kuidya nechingwa chisina kuviriswa nemiriwo inovava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 anofanira kuzoichengeta. Ngavaichengete mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechina zuva rodoka, vaidye pamwechete nemiriwo inovava nechingwa chisina mbiriso, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 anofanira kuzoichengeta. Ngavaichengete mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechina zuva rodoka, vaidye pamwechete nemiriwo inovava nechingwa chisina mbiriso, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Vanofanira kuipemberera nezuva regumi namana romwedzi wechipiri panguva dzorubvunzavaeni. Vanofanira kudya gwayana, pamwe chete nechingwa chisina mbiriso nomuriwo unovava. Viz kapitola |